Friday, February 5, 2021

Joyous Celebration – Na Ma Ta Lyrics

Joyous Celebration – Na Ma Ta Lyrics

Iwe satani (Hayi!)
Tinouya (Hayi!)
Kwauri (Hayi!)
Nomunondo (Hayi!)
Weshoko (Hayi!)
Tichiti (Hayi!)
Hauna simba (Hayi!)
Kuvakoma (Hayi!)
Nevasikana (Hayi!)
Vakatengwa (Hayi!)
Neropa (Hayi!)
RaJesu (Hayi!)Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)Naye Jesu (Naye!)
Naye Jesu (Naye!)
Naye Jesu (Naye!)
Naye Jesu (Naye!)Tose dzvamu nevhangeri
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu tose dzvamu)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)
Haiwaiwa tose dzvamu (tose dzvamu nevhangeri)Iwe satani (Hayi!)
Tinouya (Hayi!)
Kwauri (Hayi!)
Nomunondo (Hayi!)
Weshoko (Hayi!)
Tichiti (Hayi!)
Hauna simba (Hayi!)
Kuvakoma (Hayi!)
Nevasikana (Hayi!)
Vakatengwa (Hayi!)
Neropa (Hayi!)
RaJesu (Hayi!)Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)
Viva Jesu! (Viva!)Naye Jesu (naye!)
Naye Jesu (naye!)
Naye Jesu (naye!)
Naye Jesu (naye!)Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Namata (namata Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Namata (namata Mwari wako iwe)Namata (namata)
Namata (namata Mwari wako iwe)
Ndati namata (namata)
Namata (namata Mwari wako iwe)
(This is) this is your time
(To praise) to praise the Lord
(Namata) namata Mwari wako iwethis is your time
(To praise) to praise the Lord
(Namata) namata Mwari wako iweNdati namata (namata)
Namata (namata Mwari wako iwe)
Ndati namata (namata)
Namata (namata Mwari wako iwe)Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)Iwe shumira (shumira)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)
Iwe shumira (shumira)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Farira (farira Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Farira (farira Mwari wako iwe)Ndati farira farira
Farira farira Mwari wako iwe)
Iwe farira farira
Farira (farira Mwari wako iwe)Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)
Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)
Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)
Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)
Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)
Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)
Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)
Tamba, tamba, tambaMakomborero, makomborero
Makomborero
Takapiwa veduwe makomborero
(Makomborero, makomborero)
Takapiwa makomborero
(Naivo baba)
Pane zvose zvataichema
(Makomborero, makomborero)
Takapiwa makomborero
(Makomborero, makomborero)
Pane zvose zvataichemaMakombore pakurwara kwangu
Takapiwa makomborero
Pakusekwa kwangu
Pane zvose zvataichema
(Makomborero, makomborero)Takapiwa makomborero
(Makomborero, makomborero)
Pane zvose zvataichema
Takapiwa makomborero
(Makomborero, makomborero)
Pane zvose zvataichemaChange gear, so
Change gear, so

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

Most Popular

Chris Howland Ft.Sajan A. Nauriyal&CASS-Clear View Lyrics

Chris Howland Ft.Sajan A. Nauriyal&CASS-Clear View Lyrics I ain't lookin' back in the rear viewGot the pedal to the...

Sajan A. Nauriyal-All i want Lyrics

Sajan A. Nauriyal-All i want Lyrics All I want is you GodAll I want is you GodAll I want...

Sajan A. Nauriyal-Heaven Lyrics

Sajan A. Nauriyal-Heaven Lyrics Jesus, my God, my King foreverMy God, my Lord, I'm Yours foreverJesus, my God, my...

Sajan A. Nauriyal-trust Lyrics

Sajan A. Nauriyal-trust Lyrics I'm just gonna trust right what you're sayingYou never playingCame through the valleyWe walked through...